Vamanyika

Vamanyika (Man.Wamanyika) Samanyika idzinza revanhu vechiBantu vanobva kumabvazuva kweZimbabwe uye kuMozambiki yakavakidzana. Mutauro uyu unotaurwa zvakanyanya mudunhu reManicaland uye mune dzimwe nzvimbo dzePurovhinzi yeManyika munzvimbo dzakapoteredza Mozambiki. Mutauro weManyika unosiyana kubva kumatunhu nedunhu kuManicaland. Vaya vanobva kuNyanga, Nyamaropa, Nyatate nenzvimbo dzakakomberedza vane matauriro akasiyana uye kuumbwa kwemashoko zvichienzaniswa neavo vanobva kunzvimbo dzeBuhera neBocha. Iko kune zvakasarudzika mutsika nematunhu eManyika.

Vanozvida vachiti Wasu uye Samaz futi.


From Wikipedia, the free encyclopedia · View on Wikipedia

Developed by Nelliwinne