Ukristu

Uchikristu, Ukristu (kureva Christianity, christianhood) Chikristu, kana Hukristo, chinamato che Ruabarahama wo unotodza hupenyu ne zvidzidzo va Yesu we Nazareta. Ndicho chinamato chikuru pasirose, ne vateveri vanosvika 2.8 bhiriyoni, uchimirira ubodzi-tatu (kurvea one-third) we huwandu pa ghulobhu. Vatendi vechinamato ichi vanonzi Vakristu, vanoestimetwa kutora huwandu we nyika ne materitori angasvika 157, uye vanotenda kuti Yesu ndiMukororo wa Mwari, ngokuti kuvuya kwake kwe Umashiha/Umashiya (Umuzodzwa) vukwa muBhaibheri re Vahebheru (rinonzi Testamende Yekare muChikristu) uye yakakoronikwa mu Testamende Itsva.


From Wikipedia, the free encyclopedia · View on Wikipedia

Developed by Nelliwinne